Category: Shona

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa English Direct Translation To shun an elder’s word is to refuse advice. Shona Explanation Kana munhu ukapiwa nyevero nomukuru, ibvume, pamwe ungangoramba mazano angazokubatsira. English Explanation It is unwise not to reflect, at least, on the advice given by elders. Especially in traditional Shona society, age is bound up with […]

Mazvokuda kufa namaronda enyora

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Mazvokuda kufa namaronda enyora. English Direct Translation Death is wilful (if) it is (caused) by tattoo marks. Variants Mazvokuda kurumwa nechokudongorera. (It is one’s own wish to be bitten if one is (inquisitively) peeping.) Mazvokuda kurumwa nechokuchera. (-chera: dig) Mazvokuda kukangira nyimo muruoko. (kanga: fry; nyimo: bambara groundnuts) Afa namaronda enyora haachemwi. (One who dies […]

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona. English Direct Translation Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in the gravy. Shona Explanation Kunenge kuri kusafunga zvakanaka kana munhu achibvunza kuti chinhu chaitika sei iye achinyatsoona chinenge chakonzera kuitika kwacho. Zvinganyadza kana munhu akabvunza kuti, ‘Pane rufu here pano?’ […]

Next Page » « Previous Page