Apostle Chiwenga Evicts His 4 Day Marriage Wife 3rd Time – Eduzim News

Apostle Chiwenga Evicts His 4 Day Marriage Wife 3rd Time

[SHONA]

By Tawanda Pfekeche | Vanessa odzoserwa kumusha kuKadoma naApostle Chiwenga mushure mekumbodya rifa kuSouth Africa nyaya ichidzikama

Apostle Talent Chiwenga with his 4 day marriage wife

Mushure mekunge Vanessa arondedzera zvaaisangana nazvo muwanano yake naApostle Chiwenga mumabhuku ake aakanyora nekutaura mumacalls atakaisa pano gore rakapera , Apostle Chiwenga vakazokwanisa kutaurirana naye vakamuvimbisa kuti vaizomutora back vonogara kuSouth Africa kana achinge asiyana nekuposter pasocial media nekunyora manovel ake awo aitsanangudza kushungurudzwa kwaakaitwa naApostle Chiwenga panguva yavakagara vese kuSouth Africa, Apostle Chiwenga vakakwanisa kutaura naVanessa kuti abvise mabhuku awa uye akumbire ruregerero achishandisa dandemutande rake reFacebook izvo zvakashamisa vakawanda kuona tsamba yokukumbira ruregerero iyi

Muchibvumirano chavanga vaita Apostle Chiwenga vakanga vavimbisa Vanessa kuti vaizomutora vogara naye kuSouth Africa uko kwavakanomurojera ikoko vaipota vachiendako nekuti kumuzinda wavo wekereke kuCenturion kwakanga kusingachaite kuti vadzosere Vanessa ikoko mushure mekunge pasina kuwirirana kwakanaka pakati pake nana Pastor Erengwi avo akanga ambovapomera nhau dzakawanda pamacalls atakaisa pano achiti vaimunyepera uye ndovaitsvakira Apostle Chiwenga vasikana vekurara navo uye ndikavaudza nhuna dzangu vainowedzera kuti zvishate pachinzvimbo chekuti vagadzirise samai vechikuru

Hukama wakanga hwadambuka pakati paVanessa nevakuru vese vekuJRM vanogara kumuzinda kuCenturion sezvo Vanessa paakauya kusocial media uye kuburikidza marecorded calls nemabhuku aitaura zvakavanzika zvese zvaiitwa nevakuru vechurch iyi

Vanessa uyo akabuda achishoropodza Pfekeche achiti achamusungisa nekuda kwemarecorded calls nevamwe vakawanda vaida kumubetsera nenhau yemavhiza ekuenda Amerika apo paaitsvaka rubatsiro achiti Apostle Chiwenga vaida kumuuraya akazoenda South Africa Kuna Apostle Chiwenga akandorojerwa paaigara Saka vaChiwenga mushure mekuona kuti nyaya yadzikama zvavo zvaita vakaona zvakafanira kuti vachidzosera Vanessa nekuti havangatambise Mari yavo kubhadharira munhu pekugara asina zvaanovabetsera nazvo kutaura kuno Vanessa vakamurasa ava Kadoma

Hakasi kekutanga Apostle Chiwenga vachiitisa munhu cover up vomurasa kana makaterera zvekare podcast yaTsitsi naDJ Ollah uye mharidzo iya yatakazonzi naBaloyi it was a loyal to test ,uye macalls aTsitsi naChiwenga muchaona kuti nhau dzekuda cover up Apostle Chiwenga vanodzida uye pakupedzisira vanobva vatozorasa munhu iyeye nekuti zvavo zvinenge zvaita , Mukatarisa nhau yaTsitsi neyaVanesaa yakafanana pakuti Tsitsi after asimudza musoro kuti ndozvikuitika kwandiri Apostle Chiwenga vakamuti iwewe chienda kusocial media unoti nyaya ndeyekunyepa uye huya kumeeting yekuSA pamberi pemabishop uti zvekare it was a loyal to test hapana chakaitika taida kutester kutenda kwenyu pamacalls aya ,Ndopakazobva paitwa meeting kuSouth Africa iya yekuzodzingisa mabishop church vana Mazanhi, ukuwo kumayouth tikanzi naBaloyi yaitova test , ndofunga muchiri kurangarira ndakaisa mharidzo yacho pano last year,after that incident meeting yaitwa uku Baloyi atoparidza kuti yaiva test pasina m2 weeks Chiwenga akabva atonzi aroora Vanessa so aida kushandisa Tsitsi kuvhara nyaya obva aita move fast

Ndosame zvaitwawo futi Vanessa ataura zvaaitwa zvese uye kuburitsa evidence yese yana Precious, Tryphina, Vimbai etc uye kushungurudzwa kwaakaitwa iye naMai Kembo paAirport vachitorerwa mabag nemaphone izvo zvakazobvumiwa naApostle Chiwenga vachiti taida kutora evidence yese zvinhu zvaanga atora muphone mangu without my knowledge ndosaka takavatorera mabag nemaphone paAirport ndakaisa video yacho zvekare Chiwenga achibvuma nhau yekutora maphone iyoyo , So after that vataurirana onzi iti Vawaitaura ndezvekunyepa ndigokutora back then boom Chiwenga akuona kuti nyaya manje now yadzikama akuchitodumper futi Vanessa and move on with Tryphina zvofanana nezvakaitwa futi Tsitsi

So itsika yavo Apostle Chiwenga kushandisa munhu kuvhara nyaya dzavo vobva vakurasa zvaitwa Vanessa izvi zuva raaenda takamutaurira hapana rudo murikuitiswa amai nhasi adzoka uku vanhu vaimubetsera akasiya atuka tuka even kwaanga akavanda mazuva aaitsvakwa naChiwenga achiti arikuda kundiuraya kwaaigara kwacho akavanda akatuka Mai ivavo kuita munhu akaipa , weVhiza wakatukwa tukwa zvekare ,Pfekeche akashaudwa akanzi ndoda kumusungisa ngagare akagadzirira malawyers

Tinoti welcome back to the streets @Nyasha Vanesa


#Apostle #Chiwenga #Evicts #Day #Marriage #Wife #3rd #Time #ZimEye

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Enable Notifications OK No thanks