zvinoreva maitiro kana mararamiro. Maitiro aya ndiwo arikuumba chinyorwa chino kubva kumararamiro avo kare zvichibatananemararamiro avari kuita mazuva ano muhupenyu hwemakore anoeshanduko nekuwanda kwenjere.