Misambo yokutaura muChiShona ingaiswa mumapoka anoti Chisekedzani, Chinyarikani, Chitorwa, Chisahwira, Chizukuru, Chiramu, Chishamwari, Musambo wekuudza, Misanganiswa yemisambo, Musambo wekubata maoko,…
zvinoreva maitiro kana mararamiro. Maitiro aya ndiwo arikuumba chinyorwa chino kubva kumararamiro avo kare zvichibatananemararamiro avari kuita mazuva ano muhupenyu…
Misambo yekutaura matauriro akakodzera pakati pemutauri nevateereri vake. Chiitiko chimwe nechimwe chine matauriro akakodzera anofanirwa kuitwa pachiri. Kana takatadza kushandisa…