Tag: ndevo dzezvizita

Ndevo Dzezvizita

images 47

Ndevo Dzezvizita Kana zvizita zvakasiyana – siyana zvikabatanidzwa zvinoumba chiumbwa chiri pamusoro pedanho rezvizita chiumbwa ichi ndicho ndevo dzezvizita . Maumbirwo e ndevo dzezvizita +/-Chidudzirazita + chizitasimboti +/- chi (zvi-) dudzirazita zvine wirirano nechizitasimboti. Sokuti : mwana + mudiki Vamwe +baba + vatsvuku avo Chizitasimboti Ichi rinenge riri zita kana chisazitasingwi chete. Zviviri izvi zvakakosha […]