Rega kuyera nyoka negavi iyo iripo. English Direct Translation Do not use a fibre string to measure a snake while it is present itself. Shona Explanation Nyoka chinhu chinotyisa; kwete kuti ichiri mhenyu chete asi kuti kunyangwe yakafa zvayo. Hapana munhu anoda kusvika pedyo nayo kana kuibata kunyangwe pachidiwa kuonekwa urefu hwayo. Vakuru vaiti kana […]