Kunyora Rondedzero yakanaka

Rondedzero chinyorwa chine pfungwa dzinoerera uye dzichipindirana uye dzakabatana(link).

Chikamu cherondedzero kuti chibude zvakanaka chinofanirwa kuita pfungwa ina kana shanu, tichiwana pfungwa huru muchikamu chega chega.

Pfungwa huru ndiyo inenge iri Topic sentence inova inenge yakatakura zvinhu zvose zvichada kutaurwa mundima iyoyo.

Pfungwa huru ndiyo inozoita tuvana tunenge twava mundima yega yega.

Mukuedza kuburitsa twuvana utwu twunobva mundima huru, ndipo patinoshandisa zvirungamutauro kuti tisimbise pfungwa huru.

Kana tasimbisa pfungwa huru tinozotarisirwa kunge tichipendera ndima yega yega inenge ine pfungwa huru.

Nekudaro, chikamu cherondedzero chakamira seizvi, TOPIC SENTENCE»DEVELOPERS»CONCLUSION.

By: T.Titus Nyakudyara
Twitter: @NyakudyaraTitus