Category: Shona

Usaverenga mbeva nemiswe (yadzo)

How to stugy a novel

Usaverenga mbeva nemiswe (yadzo). English Direct Translation Do not count mice (together) with their tails. Variants Usaverenga mbeva nemidune. (midune: shrews) Shona Explanation Kana pasvika panguva yebasa kana nguva yokuita chimwe chinhu hazvibatsiri kuverenga navaya vasingagoni kuchiita nokuti vanongova zviwanzahuruva. English Explanation In a difficult undertaking, do not reckon on those whose help would be […]

Kusaziva mumvuri worufu

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Kusaziva mumvuri worufu. English Direct Translation Ignorance is like the shadow of death. Shona Explanation Munhu asingazivi akafanana nomunhu akafa. Vakuru vanotaura tsumo iyi pavanhu vanoratidza kusaziva pane zvinhu zvinozivikanwa nokugonekwa navamwe. English Explanation One is as good as dead if he does not know even the most obvious things.

ZIMSEC on 2023 June Exams

The Zimbabwe School Examinations Council (Zimsec) has not yet made a decision on whether June examinations will take place this year. Last year, the council had to cancel the June examinations due to disruptions caused by the COVID-19 pandemic. In a statement, Zimsec said that they are currently assessing the situation and will provide an […]

Next Page »