Category: Shona
-
Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa English Direct Translation To shun an elder’s word is to refuse advice. Shona Explanation Kana munhu ukapiwa nyevero nomukuru, ibvume, pamwe ungangoramba mazano angazokubatsira. English Explanation It is unwise not to reflect, at least, on the advice given by elders. Especially in traditional Shona society, age is bound up with…
-
Zvisazitasingwi

Zvisazitasingwi mazwi anoshandiswa kumirira zita kana kuti kutsiva zita. Ngatitarisei zvisazitasingwi zvatinazvo uye maumbirwo
-
Zvidudziramazita

Zvidudziramazita mazwi anotsanangura zita, anodoma zita sezvariri, anotiudza zvakawanda pamusoro wezita ririkutaurwa nezvaro. Muchikamu chino, tichatarisa zvidudziramazita
-
Mazvokuda kufa namaronda enyora

Mazvokuda kufa namaronda enyora. English Direct Translation Death is wilful (if) it is (caused) by tattoo marks. Variants Mazvokuda kurumwa nechokudongorera. (It is one’s own wish to be bitten if one is (inquisitively) peeping.) Mazvokuda kurumwa nechokuchera. (-chera: dig) Mazvokuda kukangira nyimo muruoko. (kanga: fry; nyimo: bambara groundnuts) Afa namaronda enyora haachemwi. (One who dies…
-
Career Guidance Tips B
Career Guidance Tips: Requirements, Education and Estimated earnings for All careers- A to Z on Eduzim
-
Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona. English Direct Translation Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in the gravy. Shona Explanation Kunenge kuri kusafunga zvakanaka kana munhu achibvunza kuti chinhu chaitika sei iye achinyatsoona chinenge chakonzera kuitika kwacho. Zvinganyadza kana munhu akabvunza kuti, ‘Pane rufu here pano?’…
-
19 Traditional Medicines and their uses (Zimbabwe)

19 Zimbabwean traditional medicines and their uses – Mishonga yechivanhu nezvainoshanda. Learning CALA
-
Mutupo nemadetemberwo – Moyo wakapiwa

Maita Wakapiwa, Maita veGuruuswa, Chirandu,Hekani Moyo yangu yiyi, Kuziva zvenyu variku Matsvitsi, Vari Tanganyika, Mutakurwa
-
Shona Dudziramutauro Q & A (200-2019)
SHONA DUDZIRAMUTAURO ADVANCED LEVEL QUESTIONS AND ANSWERS
-
(Deno) Ndakaziva haitungamiri

(Deno) Ndakaziva haitungamiri English Direct Translation Had I known I would not have done it. Variants Ndakaziva haana zano. Dai ndakaziva haabatsiri. Usayeuka bako waniwa.(Do not think of the cave after getting wet) Usapepuka dete gobvu rapinda. (Do not try to resolve small matters when big issues have come up.) Usayeuka bindu vamwe vakohwa. (Do…
