Tag: Tsumo Dzinetsanangudzo

Usaverenga mbeva nemiswe (yadzo)

How to stugy a novel

Usaverenga mbeva nemiswe (yadzo). English Direct Translation Do not count mice (together) with their tails. Variants Usaverenga mbeva nemidune. (midune: shrews) Shona Explanation Kana pasvika panguva yebasa kana nguva yokuita chimwe chinhu hazvibatsiri kuverenga navaya vasingagoni kuchiita nokuti vanongova zviwanzahuruva. English Explanation In a difficult undertaking, do not reckon on those whose help would be […]

Mamvura mazhinji akatunza kuba

How to stugy a novel

Mamvura mazhinji akatunza kuba. English Direct Translation Heavy rains encourage stealing. Variants Zimvura guru rakatunza kuba Shona Explanation Kazhinji mbavha dzinobuda kuenda kundoba kana dzoona kuti kunze kune hore yemvura iyo ingazopfudza tsoka dzavo. Vanhu vanowanzopara mhosva nokuda kwezviedzo zvinovapa pfungwa dzokuti zvavari kuita hazvizozivikanwi kana kuonekwa. English Explanation Usually, thieves go out to steal […]

Ndomene haichemedzi

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Ndomene haichemedzi. English Direct Translation What you do on your own does not make you cry. Variants Zvamina hazvina mafi. (My own affairs cause no grudge) Shona Explanation Kuzvikanganisira hakutsamwisi kana kuchemedza. Munhu anozviitira zvinhu zvake kana zvikazomukuvadza haana waanonenera mhosva. English Explanation If anything goes wrong because you alone have planned and done it, […]

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa English Direct Translation To shun an elder’s word is to refuse advice. Shona Explanation Kana munhu ukapiwa nyevero nomukuru, ibvume, pamwe ungangoramba mazano angazokubatsira. English Explanation It is unwise not to reflect, at least, on the advice given by elders. Especially in traditional Shona society, age is bound up with […]

Mazvokuda kufa namaronda enyora

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Mazvokuda kufa namaronda enyora. English Direct Translation Death is wilful (if) it is (caused) by tattoo marks. Variants Mazvokuda kurumwa nechokudongorera. (It is one’s own wish to be bitten if one is (inquisitively) peeping.) Mazvokuda kurumwa nechokuchera. (-chera: dig) Mazvokuda kukangira nyimo muruoko. (kanga: fry; nyimo: bambara groundnuts) Afa namaronda enyora haachemwi. (One who dies […]

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona

Zimbabwe new curriculum syllabuses primary

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona. English Direct Translation Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in the gravy. Shona Explanation Kunenge kuri kusafunga zvakanaka kana munhu achibvunza kuti chinhu chaitika sei iye achinyatsoona chinenge chakonzera kuitika kwacho. Zvinganyadza kana munhu akabvunza kuti, ‘Pane rufu here pano?’ […]