
Tsumo 1. Abereka otochena moyo 2. Afamba apota 3. Afirwa haaringwi kumeso 4. Aguta haaoneki 5. Aita chake ndihombarume 6. Aiva madziva ave mazambuko 7. Akabata sando anongoona chese-chese sechipikiri 8. Akanga nyimo awangarara 9. Akoromoka awa 10. Akuti rima ati ugute 11. Akumhina afamba hazvienzani naTigere 12. Akuruma nzeve ndewako 13. Akwewa sanzu akwewa […]
Latest Comments