Find Content

Category: Mitupo

Mukuruvambwa – Gwai

Hwai Mutupo

Maita Gwai, Maita Mukuruvambwa, Zvaitwa Moyo ndizvo, Vane chuma chisingaverengwi Vakatorerwa umambo naMabvakure, Maita hwai yangu iyi, Ikachema kunofa dangwe, Ukaidya unopera mazino, Maita vana vaMbarure, Maita vana vaChigondo, Zvaitwa mhuri yaNyamhunga, Zvaitwa mhuri yaGora, Maita zvenyu vari Goromonzi, Vari Mharamasimbe, Kuziva zvenyu vari Manyewe, Vari Baramhanya, Tatenda vari Mburwi, Zvaitwa Chuma, Zvaitwa Gono, Zvaitwa […]