Ngatiti kana wabva panzvimbo pobva pasara pachiitika chinhu chakaipa, zvokuti dai wanga uri..
Kana mukomana ada musikana, kunyangwe zviito zvomusikana zvakaipa sei, mukomana haazvioni nenzi..
CHinhu chamunorasa muchiti hachina basa rose chinogona kuva nebasa g..
Ukaona munhu achiita chinhu icho anoziva kuti chine njodzi, anenge ain..
Kana uchinge watumwa kunotora zvinhu zvine chitsama zviri nani kuti utore zvakapfurikidza pane kuti utor..
Kuti pari pamutambo muridzi wacho anoonekwa nokudemwezeka, pamhosva a..
Zvinhu zvese zvakanaka nezvakaipa zv..
Zvingangoiteweo zvamasanga kuwanikidza chinhu icho wanga usingambofung..
Izvi zvinotaurwa kumunhu anokangamwa kuti ane hama kana achiri..
Munhu ukati pavanhu vaviri vanovengana woti uku waenda uku waenda uchinotaura zvokupunza, ndiwe unozopedzisira wa..
Ukagarokanganisira muyamuri wako unozoshaya anozokubatsira paunenge wava mudambudzi..
Munhu usati munhu uyo wangoona, akakuitira muzvambarara wobva wati ndiye ava hama neshamwari nokuti hauz..
Kana munhu achinge atora chinhu chake, kunyangwe changa chiri pachivanze pako, haungagoni kuti ..
Nyadenga akapa zvisikwa zvose ruzivo rwokuzviraramisa munjodzi ..
Uku kutaura kwenherera, inonzi kаnа iriyo inokokota mugoti musi iwoyo, mugoti w acho unobva wapukutirwa pamiromo yetsaiy..