Kushaisha basa kupfupisa

  B, Tsumo

Kana uchinge watumwa kunotora zvinhu zvine chitsama zviri nani kuti utore zvakapfurikidza pane kuti utore zvishoma zvinokonzera kuti udzokorore basa racho pakare

LEAVE A COMMENT