Atora Chake haanzi aba

  A, Tsumo

Atora Chake haanzi aba

Kana munhu achinge atora chinhu chake, kunyangwe changa chiri pachivanze pako, haungagoni kuti aba kwete.

LEAVE A COMMENT