Tag: Mamvura mazhinji akatunza kuba

  • Mamvura mazhinji akatunza kuba

    Mamvura mazhinji akatunza kuba

    Mamvura mazhinji akatunza kuba. English Direct Translation Heavy rains encourage stealing. Variants Zimvura guru rakatunza kuba Shona Explanation Kazhinji mbavha dzinobuda kuenda kundoba kana dzoona kuti kunze kune hore yemvura iyo ingazopfudza tsoka dzavo. Vanhu vanowanzopara mhosva nokuda kwezviedzo zvinovapa pfungwa dzokuti zvavari kuita hazvizozivikanwi kana kuonekwa. English Explanation Usually, thieves go out to steal…

Recent comments

No comments to show.