Maiwee, zvati nyanyei pamugoti
Uku kutaura kwenherera, inonzi kаnа iriyo inokokota mugoti musi iwoyo, mugoti w acho unobva wapukutirwa pamiromo yetsaiya zvokuti unobva wasara usisina chinhu, asi каnа ari mwana wapamba ipapo anotoita rimwe sadza rokunamurirwa rosiyiwa riri pamugoti, asi каnа mava mundiro vonzi ngavadye zvakafanana.