Category: Shona
-
Ndomene haichemedzi

Ndomene haichemedzi. English Direct Translation What you do on your own does not make you cry. Variants Zvamina hazvina mafi. (My own affairs cause no grudge) Shona Explanation Kuzvikanganisira hakutsamwisi kana kuchemedza. Munhu anozviitira zvinhu zvake kana zvikazomukuvadza haana waanonenera mhosva. English Explanation If anything goes wrong because you alone have planned and done it,…
-
Misambo Yevashona
zvinoreva maitiro kana mararamiro. Maitiro aya ndiwo arikuumba chinyorwa chino kubva kumararamiro avo kare zvichibatananemararamiro avari kuita mazuva ano muhupenyu hwemakore anoeshanduko nekuwanda kwenjere.
-
Mukuruvambwa – Gwai

Maita Gwai, Maita Mukuruvambwa, Zvaitwa Moyo ndizvo, Vane chuma chisingaverengwi Vakatorerwa umambo naMabvakure, Maita hwai yangu iyi, Ikachema kunofa dangwe, Ukaidya unopera mazino, Maita vana vaMbarure, Maita vana vaChigondo, Zvaitwa mhuri yaNyamhunga, Zvaitwa mhuri yaGora, Maita zvenyu vari Goromonzi, Vari Mharamasimbe, Kuziva zvenyu vari Manyewe, Vari Baramhanya, Tatenda vari Mburwi, Zvaitwa Chuma, Zvaitwa Gono, Zvaitwa…
-
The Creoles

The creoles were essentially blacks with a slight mixture of white blood, but they developed a culture and way of life that was as much European as it was African.
-
Misambo Yekutaura – Bumbiro idzva redzidzo (new curriculum)
Misambo yokutaura muChiShona ingaiswa mumapoka anoti Chisekedzani, Chinyarikani, Chitorwa, Chisahwira, Chizukuru, Chiramu, Chishamwari, Musambo wekuudza, Misanganiswa yemisambo, Musambo wekubata maoko, Musambo wemhiramudzimu, Musambo wekukumbira, Musambo wepadare, Musambo wemudare reparamende, Musambo wemuhondo, Musambo wakakodzera, Musambo wepanhimbe, Musambo weparunhare, Musambo wechivhevhano, Musambo wekusuma doro panhimbe, Musambo wechidhorobha, Musambo wechizvinozvino, Chibhende neChiroora.
-
Taboos

Taboos, or zviera (zvieraera) refer to statements that forbid certain forms of behavior in children (Tatira 2000, 147). Each taboo prohibits certain forms of behavior and gives the reason for such prohibition (ibid).
-
Kunyora Rondedzero yakanaka

Kunyora Rondedzero yakanaka: Manyorerwo erondedzero yakanaka
-
Ndevo Dzezvizita

Ndevo Dzezvizita Kana zvizita zvakasiyana – siyana zvikabatanidzwa zvinoumba chiumbwa chiri pamusoro pedanho rezvizita chiumbwa ichi ndicho ndevo dzezvizita . Maumbirwo e ndevo dzezvizita +/-Chidudzirazita + chizitasimboti +/- chi (zvi-) dudzirazita zvine wirirano nechizitasimboti. Sokuti : mwana + mudiki Vamwe +baba + vatsvuku avo Chizitasimboti Ichi rinenge riri zita kana chisazitasingwi chete. Zviviri izvi zvakakosha…
-
Mutupo nemadetemberwo -Gumbo

Mazviita Gumbo, Maita zvenyu Madyirapanze, Vaidyira panze nokutya Vaera Shiri, Hekanhi Chidonhamuto
-
“It was more the weaknesses of the Directory than the power and ability of Napoleon that led to his rise to power.” Discuss

The statement that it was more the weaknesses of the Directory than the power and ability of Napoleon that led to his rise to power does not hold much water. The Directory refers to the forth revolutionary government in France which ruled from 1795 to 1799. On one hand, the weaknesses of this government which…
